Machinda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi, Cameroon, Kenya neEquatorial Guinea .

  • Vanhu vane zita iri: Victor-Blas Machinda; Takudzwa Machinda; Franscine Machinda; Armancia Machinda.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyanja inoti kujindikiza (to honour; to increase) kureva kuremekedza.
  • Nyanja inoti chindikira kana kum'lemekeza (to honour). Bemba inoti chanda (n. princess, noble person, pioneer) kureva jinda.
  • Mambwe vanoti -cindama (to be venerable, honourable, respectable) kureva vanoremekedzwa.
  • Mambwe inoti -cindamika (to honour somebody), kupa ruremekedzo. VaLamba vanoti muchinzi (n. honour, respect).
  • Mambwe inoti -cindika (vt. to respect, honour, esteem) kureva kuremekedza. Mamwe mazwi: -cindikana (to respect one another).
  • Bavili inoti ciinde (v. to reinforce, to obey). Mamwe mazwi: cindike (to respect). Cindisi (to make strong, to exhort).
  • Bavili vanoti cinzike (v. to respect). Mamwe mazwi: luciinzu (n. respect). Ciinzu (v. to be respected).