Gungano renhenderedzi
(runangakatsva kubva kuMadenderedzwa ane pakati pamwe)
Gungano renhenderedzi kana kuti madenderedzwa ane pakati pamwe (concentric circles) zvinoreva madenderedzwa ane nhambwe yetaramunyongo yakasiyana asi pakati pawo pari papoyindi imwechete.
