Matyaka

(runangakatsva kubva kuMadombwe)

.

Matyaka ari kuruboshwe akasvinwa pazuva rechina (4).
Mukaka wakasvinwa pazuva rechinomwe

Matyaka, dombwe, manhombwe kana madombwe (First beestings; colostrum) zvinoreva mukaka unotanga kubuda kana mwana azvarwa une ruvara rwakaita yellow.

Mitauro yeBantu chinjirudza