Mafunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Mafunda; Nomusa Mafunda; Andiswa Mafunda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.