Mafutamhiri

(Redirected from Mafutarutara)

Mafutamhiri (trans-fat) izwi riri kushandiswa kuturikira chinonzi trans-fat kuEnglish,

Kupiwa kweZitaEdit

  • Zita rokuti mafutamhiri rapiwa zvichibva pakuti mafuta aya ane hydrogen mbiri dziri mhiri mbiri dzedouble-bond.
  • Mafutanhara (Cis-fat) mafuta ane hydrogen mbiri divi rimwe redouble bond - kureva kuti hydrogen dziri munharaunda imwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lugwere inoti mutala (n. locality; local area) kureva nharaunda. Kinande inoti eritalika (v. superimpose: to put or join as an addition).
  • Ila vanoti itala (side of a river) kureva parutivi perwizi.
  • Nyanja vanoti kundandalika (stand or be placed side by side).