Magama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Magama kana gama (Astonishing act or thing).

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • VaTonga vanoti ku gama (to be impudent). VaGwere vanoti kugaama (v. chorus, utter in unison; say the same thing at the same time).
  • MaZulu vanoti iligama kana amagama (1. Name, appellation; 2. Word; letter (of alphabet); statement).
  • MaZulu vanoti Ngifundele lawa-magama (Read these words for me) kureva - ndiverengere mazwi aya.
  • MaZulu vanoti amagama (Song, hymn, air; words of a song). Kidawida vanoti kugama (v. to irritate).
  • MaZulu vanoti iligama kana amagama (Notability, notoriety). Muenzaniso: ukuba negama (to gain notoriety).