Magongo izita remhuri rinowanikwa kuTanzania, Eswatini neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Phathiswa Magongo; Sindiswa Magongo; Sarah Magongo; Samson Magongo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Zigula vanoti Magongo (n. a row, a line) kureva mudungwe kana mutsetse. Mamwe mazwi: kongo (n. crowd, multitude).
  • Zigula vanoti magongo (n. short thick stick) kureva chimuti chipfupi chikobvu. Mamwe mazwi: magongo (n. kind of fruit).
  • Zigula vanoti mgongo (n. the back, backbone; blunt edge of a knife) kureva zvinoita musana kana webanga.