Gwada
(runangakatsva kubva kuMagwada)
Gwada kana magwada (1. Congealed mass 2. Lump e.g. frozen mass, hail) apa kureva zviro zvakamandana zvikagwamba kuva chinhu chimwe.
Nyaudzosingwi chinjirudza
- gwada (ideophone of Kneeling - on one, or on two knees).
Kujekesa chinjirudza
- Gwada (Shoe) apa kureva shangu.