Makondekwa sezita
Makondekwa izita remhuri rinowanikwa muAngola.
- Vanhu vane zita iri: Joao Makondekwa; Teresa Makondekwa; Tina Makondekwa; Lou-Lou Makondekwa.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kikongo vanoti ekondeka (n. cunning, craft, stratagem).