Makunzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Troy Makunzi; Melia Makunzi; Pamela Makunzi; Nontombi Makunzi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Sangho vanoti mokönzi kana makunzi (n. chief; head of organization).
  • Sangho vanoti mokönzi-kua (n. foreman).
  • Sangho vanoti mokönzi-nzapa (n. religious leader).