Makwanya sezita
Makwanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Judith Makwanya aiva mutori wenhau weZBC.
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.