Makwiro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Charles Makwiro; Shaban Makwiro; Ally Makwiro.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGulu vanoti lukwiro kana makwiro (n. mountain; hill) kureva gomo.