Malomba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Theresa Malomba; Claudine Malomba; Tadiwanashe Malomba; Nancy Malomba.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Maconde inoti lomba (v. marry - of man). Maconde inoti lombwa (v. marry - of woman).
  • Maconde inoti ulombi kana malombi (n. marriage).
  • Maconde inoti malombo (n. bride wealth) kureva roora.