Malonga sezita
Malonga izita remhuri rinowanikwa muCongo, Brazzaville.
- Vanhu vane zita iri: Thessia Malonga; Nathalie Malonga.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Barotse vanoti longa (n. pitfall for animals with spears fixed in the ground).