Mandonda izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Lindokuhle Mandonda; Grace Mandonda; Nyameka Mandonda; Sandra Mandonda.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kimbundu inoti ndonda (n. origin, base).