Mbimba

(runangakatsva kubva kuManyawi)

Mbimba (Exaggerated self-confidence) rinoreva kuzvitemba kwakapfurikidza, kuzviti ndini ndinogona pane zvimwe zvikuru kwauri zvausingakwanise. Vamwe vatauri vanoti manyemwe kana manyawi.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Ane mbimba: he is self-assured.