Manyonga sezita
Manyonga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Musekiwa Manyonga; Tipeyi Manyonga; Ndivhuwo Manyonga; Osward Manyonga.
- Mazwi ari pedyo: Kanyonga sezita; kunyonganisa; Nyongolo sezita; kunyongoroka; Nyongola sezita; Munyonga.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- MaZulu vanoti ulunyonga kana izinyonga (Person with crippled thigh; one who walks lamely). MaZulu vanoti inyonga kana izinyonga (Upper end of the thigh bone; thigh bone).
- MaZulu vanoti ilinyonga kana amanyonga (Small of the back ; lower part of the back above the buttocks). VaFwe vanoti kunyongama (to be bent).
- Swahili inoti kinyonga (lameness caused by sickness or injury of the hip). Mamwe mazwi: mnyonge (weakly, sickly person).
- KiSwahili inoti nyonga (squeeze, press, wring, choke, strangle, throttle). VaSwahili vanoti mnyonge (twist, wind, coil).
- Bemba inoti nyonga (twist, screw) kureva kunyonga. Mamwe mazwi: nyonganisa (Coiled, Be twisted, Be curled).