Manzwiro (kana mahwiro kureva emotion; feeling kuChingezi) chiitiko chechimene chinokonzerwa nezviitiko, havazi vanhu vese vanonzwa manzwiro kana kumanzwa nenzira yakafanana, vaye vasinganzwi manzwiro kana kusamanzwisisa vanogona kunge vaine hosha dzinoenderana nazvo.

Muenzaniso we hosha dzevanhu vanokoneka nekunzwisisa, kunanganisa kana kunzwa manzwiro zvakanaka irutamavunzwiro (kureva alexythmia kana urekisitima kana Chishona chichitodza Chingezi).

Muenzaniso wemanzwiro chinjirudza