Maodzanyemba kwakadziva kuMadokero

(runangakatsva kubva kuMaodzanyemba kwakadziva kumadokero)

KuMaodzanyemba kwakadziva kuMadokero (North West in English) ndirwo rudzivo rwunoti kana munhu akatarisa kuMaodzanyemba, anofanira kutenderera gonya rinokwana 45o achinanga kuMadokero. Rudzivo urwu rwuri 45o kubva kuMaodzanyemba, uye 45o kubva kuMadokero.