Musami

(runangakatsva kubva kuMaomi)

Muchidzidzo fundoyetsimba, musami (mirage or heat haze) zvinotaura apo mirazvo yechiedza inokombama, izvi zvoita kuti chinhu chiri kure chiwonekwe chakasudurutswa kubva apo pachiri chaipo. Mamwe mazita anopiwa chiitiko ichi ndeaya: maomi, maome, uma kana vuma.

Panoonekwa mvura isipo pamugwagwa wetara imwe nguva anenge ari maomi

Tsumo chinjirudza