Mapalo
Mapalo izita revanhu rinowanikwa kuZambia.
- Vanhu vane zita iri: Mark Mapalo; Mapalo Kasonde; Mapalo Chambeshi; Mapalo Mwaba.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaBemba vanoti mapalo (n. blessings) kureva chikomborero.
- Kaonde vanoti mapesho (n. blessings) kureva chikomborero
Mazita ari Pedyo
chinjirudza- Chaparira izita remhuri.