Mapiringanwa sezita
Mapiringanwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Loreta Mapiringanwa; Patricia Mapiringanwa; Gift Mapiringanwa; Moses Mapiringanwa.
- Mazwi ari pedyo: Mupiringani, Mapiringa.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.