Boka

(Redirected from Mapoka)
  • Boka revanhu (Group, troop).
  • Boka (masvomhu) (Set in Maths).
  • Boka (1. Be selfish as regards delicacies; 2. Eat alone because unwilling to share delicacies; 3. Keep good things to eat for oneself). Munhu ane katsika kekuboka anonzi muboki; uye ane ruboko. Nokumwe kutaura tingati anoruta.

Mitauro yeBantuEdit

  • Kimbundu vanoti rianda kana manda (n. group, company, joint).
  • Kimbundu vanoti uanda (n. network, net, grid, mesh). Kuziva madudziro: uanga (n. magic, spell).


This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.