Marara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neRwanda.

  • Vanhu vane zita iri: Phophi Marara; Marara Shyka; Tafadzwa Marara; Marara Mokgolobotho; Theophile Marara.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.