Mare izita remhuri rinowanikwa muMalawi, South Africa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Patience Mare; Cynthia Mare; Clayton Mare; Tafadzwa Mare.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bor inoti mare (n. joke, miracle, amazing thing). Mamwe mazwi: lɛb (n. tongue) kureva rurimi.
  • Kenzi inoti kuruka (n. bird) kureva shiri. Mamwe mazwi: mare (n. corn) kureva chibage.
  • Rangi inoti mare (n. friend) kureva shamwari.