Margaret we Anjou (Fur: Marguerite ; 23 Kurume 1430 - 25 Nyamavhuvhu 1482) aive Mambokadzi weVungezi uye nezita rekuti Mambokadzi, Haranga ye Furanzi nekuda kwekuroora Mambo Henry VI kubva 1445 kusvika 1461 uye zvakare kubva 1470 kusvika 1471. Akazvarwa muDuchy ye Lorraine muImba ya Valois-Anjou, Margaret aive wechipiri mwanasikana mukuru waRené, Mambo we Naplesi , uye Isabella, Dhachesi we Lorraine .

Margaret we Anjou
Mambokadzi mumuhosi we Vungezi
Tenure 23 Kubvumbi 1445 – 4 Kurume 1461
Coronation 30 Chivabvu 1445, Westminster Abbey
Tenure 3 Gumiguru 1470 – 11 Kubvumbi 1471
Akazvarwa: 23 Kurume 1430

Pont-à-Mousson, Duchy we Bar

Rufu: 25 Nyamavhuvhu 1482 (zera 52)

Dampierre-sur-Loire, Duchy we Anjou

Burial Angers Cathedral
Spouse Henry VI we Vungezi

(kuroora. 1445; rufu 1471)

Issue Edward, Muchinda we Walesi
Imba: Valois-Anjou
Baba: René we Anjou
Amai: Isabella we Lorraine
Chitendero: Mukatuliki (Catholic)