Marima izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ililima kana amalima pakuwanda (n. Communal cultivation; working-bee for cultivating) vachireva nhimbe.
  • MaZulu vanoti ililima kana amalima pakuwanda (n. Field ploughed by communal cultivation).