Maruni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe

  • Vanhu vane zita iri: Kudakwashe Maruni; Tonderai Maruni; Emmanuel Maruni; Tinei Maruni.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chimbalazi vanoti mal'uuni (n. mischief maker) munhu ane musikanzwa.