Masaraure izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Obert Masaraure; Aubrey Masaraure; Raymond Masaraure.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Tunen vanoti ʊ̀≠sàl–à (v. cut open; tear). Runyambo vanoti kusára (v. to cut).
  • Luganda vanoti okusala (v. Cut). Okusalwa (v. To be cut). Taita inoti kusala (v. to distribute).
  • VaLamba inoti sala (v. Make a noise, shout; disturb, insult, tease, annoy). Fananidzai nokuti musara.
  • Mambwe inoti -salauka (be restless; to turn over & over; to writhe - sick person) kureva kupinduka-pinduka kana kuzvonyongoka.
  • VaMambwe vanoti -salaula (to make one restless, to turn over and over on all sides) kupindurutsa kana kuzvonyongotsa.
  • Mambwe inoti -salaula malezi (turn over finger millet spread so it dries equally) kupindura rukweza rwakayanikwa kuti ruwome zvakayenzana.