Mashara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neTanzania.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Hadiyya inoti maashaalla (n. kindness; adj. polite, pleasant).
  • Hadiyya inoti maasha (adj. 1. polite, 2. courteous, 3. modest, 4. affable).