Mashaya kana Mlindi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Munashe Mashaya; Portia Mashaya; Tariro Mashaya; Stanley Mashaya.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Kidawida inoti kushaia (v. to love; to want; to like; loving; liking) kureva kuda.
  • Kidawida inoti kushaiana (v. to love one another) kureva kudanana.