Masiyiwa sezita
Masiyiwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Strive Masiyiwa mutungamiri weEconet Wireless.
- Mazwi ari pedyo: Masiwa sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Barotse vanoti masiwa (remains of food drinks, materials) vachireva musaridzwa wezvidyo.