Masonga
- Masonga (road junction) kureva panosangana nzira.
- Masonga sezita (family name) izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe,
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |