Masonga sezita
Masonga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, Malawi neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Nigel Masonga; Mapesho Masonga; Charles Masonga; Chisomo Masonga.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- Lugwere inoti isonga (point; sharp end of an object) - mutesverwa.
- Lugwere inoti kusongolya (to sharpen a point; to point) kurodza munzi. Kisongolye (something pointed and sharp).
- Nyanja neVaMambwe vanoti nsongo (point; the apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc) kureva munzi.
- Yao inoti kusongola (to sharpen a point; to point) kureva kurodza munzi.
- VaYao vanoti lusongo kana lusonga (a point, a tip; a pointed stick) kureva chimuti chine munzi.
- Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). VaLenje vanoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).
- MaZulu vanoti songa (Begin to form (as foetus in the womb); form a head - of mealie cob, rose-bud) vachireva kutanga kuumbika.