Munzi
- Munzi (centre) iri izwi riri kuumbwa pachinyorwa chino tichiedza kuturikira chinonzi centre kuEnglish - mukutaura mazuva ose tinoti pakati, mukati kana kukati. Shoko rokuti munzi pane riri kutorwa sepoyindi yepakati pedenderedzwa panobayirwa munzi kana denderedzwa richitarwa.
- Munzi (sharp point) zvinoreva kwakapinza kune mutesverwa.
Mitauro yeBantuEdit
- VaYao vanoti lusongo kana lusonga (a point, a tip; a pointed stick) vachireva poyindi kana chimuti chine munzi.
- VaYao vanoti lusongola (the kernel a grain) kureva tsanga yezvirimwa. Ko kuti tsongoro?
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |