Kutesva
(runangakatsva kubva kuMutesverwa)
Kutesva, kutesvera kana kuva nemutesverwa (to sharpen, to put a point, to be pointed).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- BaKalanga vanoti teswa (have a sharp end, as a needle) vachireva kutesvera.
- VaGwere vanoti isonga kana masonga (n. point, tapered, sharp end of a tool, weapon, or other object) vachireva mutesverwa. Mamwe mazwi: isongolya (make pointed) vachireva kutesvera.
- VaRundi vanoti i-songa (n. tip, point) vachireva kanzvi. Mamwe mazwi: VaRundi vanoti umu-songa (n. point) vachireva kanzvi.
- VaRundi vanoti gu-songora (to sharpen to a point, to be pointed) vachireva kanzvi.
- VaDigo vanoti atsa (point, pointed end, tip) kureva mutesverwa. Sokuti: Vigongo viratu vina lutsa - Those same sticks have sharp points.
- Lubwisi vanoti kusongola (adj. be pointed, sharp).