Kuparira
Izwi rokuti kuparira rinoreva kuita zvinokoneresa chimwe chinozotevera.
- Kuparira (engender; trigger; provoke; cause or give rise to a feeling, situation or condition).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Mangachena inoparira parere nhema: the white pumpkin gives away the darker one close to it.
- Nyaya yokudisa mari yakamuparira kuponda mujeri.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kupara (Set-up, Establish, Found) apa kureva kudzika sangano, nzanga kana Kereke.
- Kupara Mhosva iri izwi rishandiswa kureva kuita mhosva.
Kuumba Mazwi
chinjirudza- Ruparira, barira kana maparira (gene/s).
- Ronzamaparira (n. genetics)
- Chironzamaparira (geneticist)
- Uronzamaparira (adj. genetic)
- Runyamaparira (geneticism - belief that all human traits arise from genes).
- Mbari (genus)
- Ubare (gender).