Kudzika (kuvamba)

(Redirected from Kupara (Kudzika))

Malawi anoti kudzika, kunara kana kupara (1. Set up, 2. Establish, 3. Found) zvinoreva kuvamba nzanga kana Sangano rakambenge risipo. Sangano iri rinogona kuva Kereke, bato rezvenyika, chita zvichingodaro.

Shoko rokuti sakuwana, nyakuvamba (founder in English) rinoreva mumhu akavamba: chirongwa; sangano; bandiko; boka revanhu; kambani; Kereke nemamwewo mapoka anounganidza vanhu.

Kurerutsa MutauroEdit

Mazita eMhuriEdit

Pane mazita anotodzana nezwi rokuti kupara. Aya ndiwo anoti: Mhariwa, Mupariwa; Chapara; Chipara; Chaparira uye Kupara mazita emhuri. Zvakanaka kuti tiwane kunzwisisa kuti mazita aya anorevei.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaHerero vanoti zika kana tyita (establish) kureva kudzika.
  • VaChewa vanoti kuzika kana maziko (foundation) kureva chidzikwe.
  • VaGwere vanoti kuteeka kana kutereka (v. put, place, install, institute, set in place) vachireva kugadza.
  • Matereke izita remhuri muZimbabwe.
  • VaTonga vanoti anza (v. compose, found) vachireva kudzika.