Mupariwa izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Munhu Mupara (foreigner, stranger) apa kureva munhu asiri wenyika iyoyo iri kutaurwa nezvayo.
  • Kupara moto (to obtain hot coals so you start a fire elsewhere) apa kureva kugoka moto.
  • Kupara Mwana (to adopt a child) zvichireva kurera mwana wausina kuzvara asi wokuzvisarudzira kuti umuchengete sewako.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Abraham wakagara ari munhu mupara munyika yevaFiristia mazuva akawanda: Abraham lived for a long time as a foreigner in the land of the Philistines. (Genesis 21:34 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chewa vanoti kupala kana kupalila (to choose out, seek, select).
  • VaChewa vanoti kupara (go an errand for, be sent by someone). VaLomwe vanoti oophariwa (n. prisoner) kureva musungwa.
  • VaZigula vanoti kupala (marry - a woman previously married). Sokuti: Mpale! (Marry her (who was previously married!).
  • VaZigula vanoti kupalwa (get married again). Sokuti: Sipalwa (I've gotten married again). Fananidzai nokuti Mupariwa?