Matanza izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Suwida Matanza; Halidi Matanza.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kutanza (v. to stretch forth one's hands or legs) kureva kutambaradza mawoko kana makumbo.