Matere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Tariro Matere; Antoinette Matere; Hussein Matere; Kumbukani Matere.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho vanoti tere (n. body) kureva muviri. Mamwe mazwi: tere ti da (n. wall).
  • Sangho vanoti tere (v. produce, productive). Mamwe mazwi: terengo (n. production).