Matongora izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tungamirai Matongora; Rumbidzai Matongora; Samson Matongora.
  • Mamwe mazita: Mutongori; Katongora.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Lugwere vanoti kitongole (work, administrative unit, department, organization, agency, institution).
  • Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization; association). Mamwe mazwi: kwetongola (be independent).
  • Lubwisi vanoti kuba mu kitongole (belong to an organization). Mamwe mazwi: kutaaha kitongole (join an organization).
  • Maconde inoti kutongola (v. to speak). Maconde inoti tutongola (v. we spoke).
  • Maconde inoti kutongola (v. to speak). Maconde inoti tutongola (v. we spoke).