Dope kana matope (muddy water; mud).

TsumoEdit

  • Yatsika dope yanwa.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaZigula vanoti tope kana matope (1. mud; 2. dirt thats wet and sticky; 3. clod of dirt or clay) kureva matope.
  • VaHerero vanoti omu-rova (1. mud; 2. dregs; 3. sediment) kureva matope.