Matsika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ruth Matsika, Blessing Matsika, Ranganai Matsika, Tariro Matsika.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • BaKalanga vanoti tsika (v. squint, as of an eye).