Matupa izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Kenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Chimwemwe Matupa; Musa Matupa; Khama Matupa, James Matupa.
  • Mazita ari pedyo: Katupa sezita.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaGiryama vanoti tupa (v. to file) kureva kufaira - zvichida apa vanoreva kurodza simbi.
  • VaKagulu vanoti itupa kana matupa (n. rasp) kureva faira
  • Maconde vanoti litupa kana matupa pakuwanda (n. huge object, person, animal or thing).
  • Maconde vanoti litupa kana matupa pakuwanda (n. dead root - found when clearing a field).