Katupa izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mulenga Katupa, Martha Katupa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGiryama vanoti tupa (v. to file) kureva kufaira - zvichida apa vanoreva kurodza simbi.
  • VaKagulu vanoti itupa kana matupa (n. rasp) kureva faira

Mazita ari Pedyo chinjirudza