Matupira izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Kenya neTanzania.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaGiryama vanoti tupa (v. to file) kureva kufaira - zvichida apa vanoreva kurodza simbi.
  • Kikagulu inoti itupa kana matupa (n. rasp). Maconde inoti kutupila (v. have sexual intercouse).
  • Maconde vanoti litupa kana matupa pakuwanda (n. huge object, person, animal or thing).
  • Maconde vanoti litupa kana matupa pakuwanda (n. dead root - found when clearing a field).