Mawema izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; iri izita reChewa.

Vanhu vane zita iri: Michael Mawema.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Swahili vanoti wema (goodness) vachireva hunaku. Tumbuka vanoti chiwemi (good) vachireva kunaka.
  • VaLenje vanoti paweme (well, properly; in comfort, health or piece, safe). Mamwe mazwi: viweme (well, rightly, fairly).
  • VaLenje vanoti uweme (beauty, beautiful, kindness, goodness) kureva hunaku. Mamwe mazwi: -weme (gentle, good, handsome, just, nice, pleasant).
  • Kagulu vanoti kuwema (v. fill) kureva kuzadza. Taabwa vanoti -weme (adj. good, well, nice, lovely, favorable, beneficial).