Mawema izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe].

  • Vanhu vane zita iri: Nakai Mawema; Sakhile Mawema; Sesedzayi Mawema; Michael Mawema.
  • Mazwi ari pedyo: kuyemura.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Swahili vanoti wema (goodness) vachireva hunaku. Tumbuka vanoti chiwemi (good) vachireva kunaka.
  • VaLenje vanoti paweme (well, properly; in comfort, health or piece, safe). Mamwe mazwi: viweme (well, rightly, fairly).
  • VaLenje vanoti uweme (beauty, beautiful, kindness, goodness) kureva hunaku.
  • Lenje inoti -weme (gentle, good, handsome, just, nice, pleasant).
  • VaLamba vanoti chiweme, paweme, fiweme (v. It is well; very well) kureva zvakana.
  • Kagulu vanoti kuwema (v. fill) kureva kuzadza. Taabwa vanoti -weme (adj. good, well, nice, lovely, favorable, beneficial).