Mawururwi (n. Stripes) zvinoreva mabhande ane mavara akasiyana-siyana pangava pamhuka, pajira kana pane chimwewo chinhu.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • VaGwere vanoti buwoolere kana kawoolere (n. stripes) vachireva mawururwi.
  • MaZulu vanoti umshwa (Stripe as on zebra). Nsenga vanoti mangwa (n. a kind of zebra) kureva rudzi rwembizi.